Ndakakutadzirei Lyrics – Alick Macheso
Singer: Alick Macheso
Title: Ndakakutadzirei
Hee-he isu zii zvedu
Setisingaoni asi tichiona
Setisingatauri asi tichitaura
Setisingafungi asi tichifunga
Setisingadi asi tichida
Mais oui, mais oui, ça c’est vrai na mokili ya sé
Ozo mona lokola ozo mona té
Haungave uri hurudza
Usave hurudza yezita
Unozoita sewatadzirwa
Nekuti unenge usina kurongeka
Vakarima chaivo vachionekwa nekukohwa zvirimwa zvavo
Ngarani dzizere kuti fashu
Unenge waridza zvafadza vatereri
(Kuve vatambi wenhabvu) vanenge vachitofamba nebhora
(Kuti uti unodiwa) zvinoonekwa nerudo rwacho
(Kuona kuti uyu muvengi wangu) hazvinetse kuona zviri pachena
Haandide zvachose uyu
Ava vanondida ava, ava vakandimaka ava
Unеnge uchitova uri murimi
(Kunzi unzi uri Gwenyambira) unengе waridza zvafadza vatereri
(Kuti uti unodiwa) zvinoonekwa nerudo rwacho
(Kuona kuti uyu muvengi wangu) hazvinetse kuona zviri pachena
Haandide zvachose uyu
Ava vanondida ava, ava vakandimaka ava
Zvamakandiratidza zvakandishamisa Mwari wangu
Kundiratidza nezvandaisaziva
Zvamunondiratidza zvinondishamisa Ishe wangu
Kundiratidza nezvandaisaziva
Zvamakandiratidza zvakandishamisa Ishe wangu
Kundiratidza kune muvengi wangu
Kundiratidza kune akandimaka
Kundiratidza kune asingandide
Ndakakutadzireiko iyeni?
Chaita iwe undidaro nhasi
Inga chido ndaive nacho wani
Inga rudo ndaive narwo wani
Akakutadzireiko iyeyu?
Chaita iwe umudaro nhasi
Inga rudo aive narwo wani
Inga rudo aive narwo wani
Takakutadzireiko iyesu?
Chaita iwe utidaro nhasi
Inga chido taive nacho wani
Inga rudo taive narwo wani
Wakatadzirwei?
Wakatadzirweiko wee?
Akakutadzirei?
Ndakutadzireiko wee?
Ndakakutadzireiko iyeni?
Chaita iwe undidaro nhasi
Inga chido ndaive nacho wani
Inga rudo ndaive narwo wani
Akakutadzireiko iyeyu?
Chaita iwe umudaro nhasi
Inga rudo aive narwo wani
Inga rudo aive narwo wani
Takakutadzireiko iyesu?
Chaita iwe utidaro nhasi
Inga chido taive nacho wani
Inga rudo taive narwo wani
Find more lyrics at lyrics.jspinyin.net
You can purchase their music thru Disclosure: As an Amazon Associate and an Apple Partner, we earn from qualifying purchases
Other Popular Songs:
Mira Kosovka - Šta li sam zgrešila
KAGE - FM 440.6
Ndakakutadzirei – English Translation
Hey-heed our zi
As not see but seeing
As we do not speak but talking
We are unreasonable but in mind
We don’t like but we are
Mauiuii, masi oui, ça c’ast vra with mokili of sé
Oo mon i loshola oza mona té
Won’t be a bigger
Don’t be a big name
Will appear to be muted
Because you are not organized
They are right to be seen and harvesting their crops
Rain is full of fashion
You will have pleased a favor of believers
(Being football players) they are already walking with a ball
(To say is required) viewed with the love
(To see that this is my enemy) doesn’t bother to see clearly
Does not love me at all this
These are the ones who love me, these are stubborn ones
UNGUGH is already a farmer
(Is said to be the gear) Wanguaе wreathered a happy smile
(To say is required) viewed with the love
(To see that this is my enemy) doesn’t bother to see clearly
Does not love me at all this
These are the ones who love me, these are stubborn ones
What you have shown me surprised my God
Showing me what I did not know
What you show me what is wonderful my Lord
Showing me what I did not know
What you showed me surprised my lord
Showing me to my enemy
To show me to hatch me
Showing me to anxiety
Why do I sinned from you?
It’s done you do this day
May be a desire to have a yan
Would love i have been with it
Why did it happen to you?
It has done you now today
May love was with it
May love was with it
Why did we rent you away?
Have done you this day
May be a desire we had
How much love we had to have
Why are you on?
Here are you weed?
What did you prevent you?
Why do you turn i toe?
Why do I sinned from you?
It’s done you do this day
May be a desire to have a yan
Would love i have been with it
Why did it happen to you?
It has done you now today
May love was with it
May love was with it
Why did we rent you away?
Have done you this day
May be a desire we had
How much love we had to have
Find more lyrics at lyrics.jspinyin.net
Lyrics Alick Macheso – Ndakakutadzirei
Kindly like and share our content. Please follow our site to get the latest lyrics for all songs.
We don’t provide any MP3 Download, please support the artist by purchasing their music 🙂
You can purchase their music thru Disclosure: As an Amazon Associate and an Apple Partner, we earn from qualifying purchases