Lyrics Alick Macheso – Ziva Zvaunoda

Ziva Zvaunoda Lyrics – Alick Macheso

Singer: Alick Macheso
Title: Ziva Zvaunoda

Hupenyu hunochinakidza zvaunoda chero nguva
Zvichiyenda nekuti unozvifambisawo sei
Kwete kungoita zindoinda ndonozvionera mberiyo-o-o
Hupenyu hunochinakidza zvaunoda chero nguva

Zvichiyenda nekuti unozvifambisawo sei
Kwete kungoita zindoinda ndonozvionera mberiyo-o-o
Mwari vanotara zvazviri zvisinei nezvaani
Kosha nezvauri usati waongorora nhingi

Kushora zvauri, kunevamwe ari machena
Zvakakupa kutadza kuziva nepaumire chaipo-o-o
Mwari vanotara zvazviri zvisinei nezvaani
Kosha nezvauri usati waongorora nhingi

Kushora zvauri, kunevamwe ari machena
Zvakakupa kutadza kuziva nepaumire chaipo-o-o
Ziva zvaunoda usati watangana nazvo
Ita ini ndinosvika kwete kusvikirwa. (Naaniko iwe uripo?)

Ziva zvaunoda usati watangana nazvo
Ita ini ndinosvika kwete kusvikirwa. (Naaniko iwe uripo?)
Zidenhe rakakanya vamwе vachifunga kuti vazvigona
Kusaziva hufa kuti watowedzera mufudze, (gogo iro)

Zidеnhe rakakanya vamwe vachifunga kuti vazvigona
Kusaziva hufa kuti watowedzera mufudze, (gogo iro)
Varipo vamwe vedu vana gudza mudungwe
Varipo vamwe vedu vana gudza mudungwe

Pane vamwe vedu vanoita sehozhwa
Pane vamwe vedu vanoita sehozhwa
Inozodzoka shure yanza kuti yabondera
Inozodzoka shure yanza kuti yabondera

Nguva yapera hona, kwauri nguva yapera hona
Nguva yapera hona, kwauri nguva yapera hona
Ukakurumidza kumedza kutsenga uchada hokoyo, hokoyo
Ukakurumidza kumedza kutsenga uchada hokoyo, hokoyo

Ukakurumidza kumedza kutsenga uchada chenjera chenjera
Ukakurumidza kumedza kutsenga uchada chenjera chenjera
Nguva yapera hona, kwauri nguva yapera bhururu
Nguva yapera hona, kwauri nguva yapera hama
Find more lyrics at lyrics.jspinyin.net

You can purchase their music thru 
Amazon Music  Apple Music
Disclosure: As an Amazon Associate and an Apple Partner, we earn from qualifying purchases
Other Popular Songs:
Leif & Kompisane - Fint Ver
Donggyoung - Oversleep

Ziva Zvaunoda – English Translation

Life is function needs at any time
Memory because how it does
Not just a mere one’s duals and seeing birthays – o-o
Life is function needs at any time

Memory because how it does
Not just a mere one’s duals and seeing birthays – o-o
God is determined in regard regardless of what
Cosition and not yet review the Society

Opposition to you, there are some white
Has given you unable to know by right-o-o
God is determined in regard regardless of what
Cosition and not yet review the Society

Opposition to you, there are some white
Has given you unable to know by right-o-o
Know what you need before starting
Do I arrive not not to get diminished. (No one you are there?)

Know what you need before starting
Do I arrive not not to get diminished. (No one you are there?)
Humanese picked up the MWO and think they could
Not knowing a diet you have already exposed it, (gops that)

Zidji and the Black Own Some Think I Can
Not knowing a diet you have already exposed it, (gops that)
There are some of us gnasts in order
There are some of us gnasts in order

There are some of us as the brown
There are some of us as the brown
Will come back after the pit that it is
Will come back after the pit that it is

Time has finished hona, you time shorts after Honna
Time has finished hona, you time shorts after Honna
If you swallow up chewing you will need a hookop, hookopous
If you swallow up chewing you will need a hookop, hookopous

If you swallow up chewing you will need to be careful
If you swallow up chewing you will need to be careful
Time has finished hona, to you time is getting fierce
Time has finished hona, you time is finished brethren
Find more lyrics at lyrics.jspinyin.net

Lyrics Alick Macheso – Ziva Zvaunoda

Kindly like and share our content. Please follow our site to get the latest lyrics for all songs.

We don’t provide any MP3 Download, please support the artist by purchasing their music 🙂

You can purchase their music thru 
Amazon Music  Apple Music
Disclosure: As an Amazon Associate and an Apple Partner, we earn from qualifying purchases

https://www.youtube.com/watch?v=NoOhxsWavVw&pp=ygUbQWxpY2sgTWFjaGVzbyBaaXZhIFp2YXVub2Rh