Akatamba nelife Lyrics – Chikomana Tnoh
Singer: Chikomana Tnoh
Title: Akatamba nelife
Mwana akachema chema
Hakuna akamunzwa
Vakazomhanya mhanya later vakuda kutumbura munzwa
Akaonekwa aine mbonje pahuma
Hanzi akaramba kunzwa
Hanzi akaramba kungoterera
Amai vake pavaitaura
Saka tozviita seyko
Mwana akatambidzwa mari
Hanzi nyarara usataure nezvazvo
Nekuda mari akati bhoo
Shuwa anditauri
Akazvipikisa jeri
Manje chokwadi hachirovi
Unotohwanda kana kuhwandisa
But hazviperere ipapo
Vakatochema amai
Vakati imhepo kani
Hadzisi mhepo amai
Mwana akatamba nelife
Akatotamba nelife
Aimboudzwa kuti dzikama
Achiti kuvengwa
Apihwa mazano
Akuzodemba nhasi
Chikoro charamba kupera
Kudzidza kwaramba kupera
Fundo yaramba kupera
Nekuda zvhinhu
Kutera madhara
Kudhakwa kudhibha kwawaswera
Mai pavo vakapedza
Vakakurera uri mudiki
Kusvika wakura
Hanzi ndotamba natete
Kana mhosva andiikwate
But nhasi azopakura dete
Kutamba nenyoka inomusvipira mate
Muridzi wеnhumbu ati andizvikete
Mwana abatwa nepeer prеssure
Akutogaya kuti better ndikite
Akutogaya kuti better ndingofa
Mwana akachema chema
Hakuna akamunzwa
Vakazomhanya mhanya later vakuda kutumbura munzwa
Akaonekwa aine mbonje pahuma
Hanzi akaramba kunzwa
Hanzi akaramba kungoterera
Amai vake pavaitaura
Saka tozviita seyko
Mwana akatambidzwa mari
Hanzi nyarara usataure nezvazvo
Nekuda mari akati bhoo
Shuwa anditauri
Akazvipikisa jeri
Manje chokwadi hachirovi
Unotohwanda kana kuhwandisa
But hazviperere ipapo
Vakatochema amai
Vakati imhepo kani
Hadzisi mhepo amai
Mwana akatamba nelife
Akatotamba nelife
Aimboudzwa kuti dzikama
Achiti kuvengwa
Apihwa mazano
Akuzodemba nhasi
Find more lyrics at lyrics.jspinyin.net
You can purchase their music thru Disclosure: As an Amazon Associate and an Apple Partner, we earn from qualifying purchases
Other Popular Songs:
Lil Seyo - Letzte Nacht
SOULCRU$H - пакт
Akatamba nelife – English Translation
The child wept for
No one heard him
Later runs latter wanted to pull a thorn
Appeared with a wood on the forehead
Hated refused to hear
Hated refusing to listen
When her mother spoke
So we do it asyko
The baby was formed money
HERK HARNE DO NOT ALL
Due to money said boo
Wish me
They opposed it
Now the truth is not up
You even hide or hinder
But it doesn’t drive there
They even wept for Mother
They said it is a wind
Are not windmates
Baby played with Life
Already played with life
Had been told to be smacked
Saying being hated
Has been given suggestions
They will regret today
School has refused to end
Learning has refused to end
The study refused to end
Due to a zone
Tearfactivity Mado
Alcoholic dwellers
Their mother finished
They raised a young person
Until you are older
Hatched and played with a nine
If the offense I call
But today he’ll grow dete
Playing with a snake brings him mates
Owner wrestrauder so she says me
Baby is caught with Peer Prеssure
Already waited for Better’s kite
Already waver for Better’s dying
The child wept for
No one heard him
Later runs latter wanted to pull a thorn
Appeared with a wood on the forehead
Hated refused to hear
Hated refusing to listen
When her mother spoke
So we do it asyko
The baby was formed money
HERK HARNE DO NOT ALL
Due to money said boo
Wish me
They opposed it
Now the truth is not up
You even hide or hinder
But it doesn’t drive there
They even wept for Mother
They said it is a wind
Are not windmates
Baby played with Life
Already played with life
Had been told to be smacked
Saying being hated
Has been given suggestions
They will regret today
Find more lyrics at lyrics.jspinyin.net
Lyrics Chikomana Tnoh – Akatamba nelife
Kindly like and share our content. Please follow our site to get the latest lyrics for all songs.
We don’t provide any MP3 Download, please support the artist by purchasing their music 🙂
You can purchase their music thru Disclosure: As an Amazon Associate and an Apple Partner, we earn from qualifying purchases
https://www.youtube.com/watch?v=tyeyJ8DeEBI&pp=ygUeQ2hpa29tYW5hIFRub2ggQWthdGFtYmEgbmVsaWZl